Shona transcript
Right, kuma road users ese arikushandisa Seke Road.
Please avoid speeding,
especially kubva paKoala kusvika ku area ye Dema Tollgate.
Mune mapotholes
akakura zvisingaite ende amwe acho anenge akavharwa nemvura.
Saka ma breakdown chaicho ari kukonzereswa nemapotholes iwayo muna Seke Road
haasi kupera.
So please avoid speeding. Then also kuma responsible authorities,
please tibatsireiwo because Seke Road is a major road.
Mapotholes aya arikuita congestion inotyisa,
especially makuseni vanhu vachienda kumabasa, varikunonoka kumabasa.
Vakudzoka futi kuenda kudzimba, varikunonoka kudzimba nenyaya yemapotholes
iwayo, anyanyisa.
Mamwe acho unoona even ukatoda kugona kunzvenga mapotholes,
arikucover road yese end to end.
So munhu anotongopedzisira apinda mupothole. Then kuma late nights ka,
kuma late hours of the day.
Kunenge kusina traffic saka vanhu vanenge vachi overspeeder muroad imomo.
Saka vamwe vacho vanenge varikurova mapothole,
hazvishamise kuona vamwe vanhu vabuda mumaroads.
Kana kuti paitika zvimwe zvinhu zvisiri right. Thank you.
End of transcript · 144 words