Shona transcript

Vakabva vajamba. Yah mhani wazviona, yoh. Ndikati

chibva wamumira. Haa pakaipa guys yoh. Zvirikutoitika.

Haa muchaguma nekuita zvamurikuita izvozvi.

Haa mhani. Tarisai muone guys, zviri kuitika

nhasi izvi manje manje izvezvi. Tarisai muone

MTN Rank, MTN Rank. Yoh, yoh. Honaiwo, honai,

honai. Haa mhani, haa mhani hakushandiki. Haa

pakaipa, tarisai. Tarisai. Hona kwakuenda.

Hona kwakuenda kunopinda. Ehe. Murikuona sisi

kuti varikudarika neku, varikudarika nekwedu

kwatinotengesera, tarisai muone kwavarikuenda

nako.

End of transcript · 69 words

iPhone app Translate videos on your iPhone Paste a TikTok, Instagram or X link, add subtitles in your language and save the video to Photos.

Read any video in your language

Paste a link from X, TikTok, YouTube or Instagram. You get a page like this one.

© 2026 TranslateMom Transcripts Sources Pricing Legal